Svetuka kuchirochemo

Vakongo

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 14:30, 24 Zvita 2022 na Masiziva (ereketa | zvinzatu) (Created page with "thumb|Kasti ye mudzimai Mukongo akanakakwazvo, yakagadzirwa muna 1910 na Herbert Ward '''Vakongo''' (Chikongo: ''Bisi Kongo'', ''EsiKongo'', paushoma: ''MwisiKongo''; kana ''Bakongo'', paushoma: ''Mukongo'') ruchava rweboka rechiBantu vanozivikanwa sevatauri veChikongo. Mamwe mapoka anosanganisa Vabeembe, Vabwende, Vavhili, Vasundi, Vay...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)
Kasti ye mudzimai Mukongo akanakakwazvo, yakagadzirwa muna 1910 na Herbert Ward

Vakongo (Chikongo: Bisi Kongo, EsiKongo, paushoma: MwisiKongo; kana Bakongo, paushoma: Mukongo) ruchava rweboka rechiBantu vanozivikanwa sevatauri veChikongo. Mamwe mapoka anosanganisa Vabeembe, Vabwende, Vavhili, Vasundi, Vayombe, Vadhondo, Valari, uye vamwewo.

Vanowanikwa muBhurazakongo, Kinshasakongo, Angola ne Gabhoni.

Template:Vabantu