Svetuka kuchirochemo

Victoria Falls

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 03:59, 18 Gunyana 2023 na Masiziva (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Vutsi-vuno-tinha, Mapopomo aVhitoria (Lozi/Kololo: Mosi-oa-tunya; "the smoke which tunders") kana Victoria Falls, mapopoma emvura anova ndicho chishongo chatakaropafadzwa nacho neMusiki. Mapopoma aya ari parwizi rweZambezi pamuganhu panosangana Zimbabwe, Zambia, Namibhiya ne Vutswana.

Mapopoma aya anodanwa kunzi Mosi-oa-tunya nerurimi rweChitonga.

  • Mosi-oa-tunya muChitonga kana Chilozi
  • Vutsi-vuno-tinhira/tinha kana Hutsi hwuno tinhira muChishona

Zita iri rakasikwa nekuda kwekuti utsi unobuda mvura painenge ichi yerera.