Hwami sezita
Mataridziko
Hwami izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kudzanayi-Violet Hwami mudavadi anobva kuZimbabwe.
Mitauro yeBantu
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaNyarwanda vanoti umwami (king; lord) vachireva mambo.
- VaNyarwanda vanoti ubwami (kingdom) vachireva humambo.
- VaNyarwanda vanoti icyami (kingly) vachireva chehumambo.
- VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave) vachireva sadunhu, Ishe, munhu asiri muranda.