Svetuka kuchirochemo

Mapaka sezita

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 20:15, 8 Kurume 2021 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu) (Created page with "'''Mapaka''' izita revanhu kuRepublic of the Congo, Lesotho, South Africa. *Vanhu vane zita iri: '''Felix Mapaka; Verdin Mapaka; Mapaka Manana; Mike Mapaka'''. =...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Mapaka izita revanhu kuRepublic of the Congo, Lesotho, South Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Felix Mapaka; Verdin Mapaka; Mapaka Manana; Mike Mapaka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

VaZigula vanoti kuhaka (rub in, smear over, plaster). Kinande vanoti erihaka (v. paint; put colour on).

  • VaDigo vanoti kupaka (v. to paint, to smear, to anoint with oil).
  • VaTiriki neVaWanga vanoti okhupaka (thresh, beat, whip, mix, knead).