Svetuka kuchirochemo

Chisoma sezita

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 14:17, 14 Nyamavhuvhu 2022 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu) (Created page with "Chisoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia. *Vanhu vane zita iri: Chisoma Chitumbo; Whitney Chisoma; Vanessa Chisoma; Cletus Chisoma. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. *Nyanja inoti '''kusoma, kusomeka''' (to poke, to pierce; push in sharp pointed stick) kureva kudyunga. Mamwe mazwi: chisoma (a s...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Chisoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chisoma Chitumbo; Whitney Chisoma; Vanessa Chisoma; Cletus Chisoma.


Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kusoma, kusomeka (to poke, to pierce; push in sharp pointed stick) kureva kudyunga. Mamwe mazwi: chisoma (a sharp piercing pain).Kikongo inoti nsomo (skewer).
  • Yao inoti chisoma (any sharp stabbing pain in the chest or back). Nyanja vanoti chisoma (a malady, perhaps pleurisy, a sharp pain in the chest, vomiting and fever).
  • Fananidzai izwi reNyanja rokuti chisoma nezwi reKikongo rokuti nsomo?
  • Luwanga inoti eshisoma (adv. alone, used of s.o. living alone) kureva mugarandega. Mamwe mazwi: okhusoma (read; study; be educated) kureva kuverenga.
  • Luganda inoti soma (to read; to study; to learn) kureva kurevenga. VaGanda vanoti somesa (to teach) kureva kudzidzisa.