Mufumba
Mataridziko
Mufumba izita remhuri rinowanikwa ku Uganda.
- Vanhu vane zita iri: Rodgers Mufumba; Alfred Mufumba; Daniel Mufumba; Joanita Mufumba; Mufumba Paul.
Mitauro yeAfrika
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Taabwa vanoti kufumba (v. to give something to someone; donate) kupa chinhu kune mumwe.