Mhondi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKuponda)
Mhondi zvinoreva munhu akauraya mumwe munhu achiziva achida; apa zvichitaura kuuraya munhu asina mhosva yaakapara inotongerwa rufu, uye kuuraya kusiri kwehondo.
- BaKalanga vanoti mbulayi (killer; murderer) vachireva mhondi.
- Nzimba (lurking place; 2. a place of hiding, usually for the purpose of murder).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGungu vanoti muzindi kana bazindi (n. murderer, killer, assassin;) kureva mhondi.
- Umbundu inoti liponda (strangle) kureva kuuraya nekudzipa. Kikongo inoti umpondi (n. murdererous nature) kureva umhondi.
- VaZigula vanoti kukoma (kill, murder, execute; shut-off, extinguish) kureva kuuraya. Mamwe mazwi kukomwa (be killed, be murdered, be executed; be slain) kureva kuurayiwa.
- VaZigula vanoti kuhonda (v. to pound up). Vanoisa h pana p. Sokuti: kuhara (v. scrape) kureva kupara.