Svetuka kuchirochemo

Mukura sezita

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 16:26, 21 Chikumi 2022 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu) (Created page with "Mukura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neRwanda. *Vanhu vane zita iri: Nyasha Mukura; Nkosilathi Mukura; Zoe Mukura; Peter Mukura. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. *Luwanga inoti '''omukula''' (n. slave, one bought) kureva muranda. *Lenje inoti mukula (n. Trail of thing dragged - and so a continuou...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Mukura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Mukura; Nkosilathi Mukura; Zoe Mukura; Peter Mukura.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Luwanga inoti omukula (n. slave, one bought) kureva muranda.
  • Lenje inoti mukula (n. Trail of thing dragged - and so a continuous line, track) kureva mukondo.