Mukura sezita
Mataridziko
Mukura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Nyasha Mukura; Nkosilathi Mukura; Zoe Mukura; Peter Mukura.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.