Bobangi
Mataridziko
Bobangi mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Bobangi vanoti loboko (n. arm) vachireva ruwoko.
- Bobangi vanoti moto (a person) vachireva munhu.
- Bobangi vanoti bato (persons) vachireva vanhu. Ko bato rematongerwo encima?
- Bobangi vanoti liso kana miso pakuwanda (n. eye) vachireva ziso.
- Bobangi vanoti lino kana mino pakuwanda (tooth) vachireva zino.
- Bobangi vanoti bungana (to be amassed, to be stored) vachireva kuungana.
- Bobangi vanoti bwato (canoe, ship, steamship, boat) vachireva bwato.
- Bobangi vanoti elema (fool, idiot, stupid person) vachireva rema remunhu.
- Bobangi vanoti eleme (crippled limb) vachireva kuremara.
- Bobangi vanoti ekwale (n. partridge) vachireva chikwari.
- Bobangi vanoti bala (to count; enumerate) vachireva kuverenga.
- Bobangi vanoti banda (to ache - of teeth) vachireva kubanda.
- Bobangi vanoti mokonzi (chief) vachireva ishe.
- Bobangi vanoti kombela (to edge a path, make a fence, enclose by a fence) vachireva kukomberedza.
- Bobangi vanoti kumana (to come in touch or collision, be met, touch together) vachireva kugumana.
- Bobangi vanoti likebe (a small pot; vessel) vachireva mugebe.
- Bobangi vanoti likoko (n. hide; skin of an animal) vachireva dehwe.
- Bobangi vanoti likulu (confederacy; conjointedness; sameness; unitedness). Kuti rinotodzana nezwi rokuti guru.
- Bobangi vanoti lingai (frenzy, insanity, lunacy). Ko zita rinonzi Muringai?
- Bobangi vanoti lina (n. name) vachireva zita.
- Bobangi vanoti linga (to desire, like, love wish) - zvichida vachireva kudinga.
- Bobangi vanoti lipapu (n. wing) vachireva bapiro.
- Bobangi vanoti mbala (artificial article, counterfeit, fiction, fraud, imitation, sham).
- Bobangi vanoti mbale kana mibale (two). Ko chipari?
- Bobangi vanoti mbata (sheep) vachireva hwayi.
- Bobangi vanoti mesa (table). Ko zita rokuti Meza?
- Bobangi vanoti mitano (five) vachireva shanu.
- Bobangi vanoti mobe (evil person) vachireva munhu muvi.
- Bobangi vanoti moleli (bewailer; mourner) vachireva muchemi.Ko chikoro chinonzi Moleli?
- Bobangi vanoti momene (owner; possessor; proprietor) vachireva mwene.
- Bobangi vanoti momene mwana (owner of child) vachireva mwene wemwana.
- Bobangi vanoti molimo (mind, soul, spirit). Ko chinonzi mudzimu?
- Bobangi vanoti sika (to erect, plant, set, set up) vachireva kudzika.
- Bobangi vanoti sunga (quieten, subdue).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Bobangi vanoti mwene kana bene pakuwanda (woman) vachireva mukadzi.
- Bobangi vanoti mwasi kana basi pakuwanda (wife) vachireva mukadzi wemunhu.
- Bobangi vanoti nzoto (n. body) vachireva muviri.
- Bobangi vanoti lonua kana nnua (n. drink) vachireva chinwiwa.
- Bobangi vanoti bobato (humanity).
- Bobangi vanoti samba (parallel).
- Bobangi vanoti yeye momene (he himself) vachireva iye omene.
- Bobangi vanoti moto momene (the person himself) vachireva munhu omene.
- Bobangi vanoti lelo (today) vachireva nhasi.
- Bobangi vanoti bwanya (ability, aptitude, art, gumption, cleverness, faculty, genius, talent, ingenuity).
- Bobangi vanoti ekonza (fecundity; prolific in breeding - that is more than one at birth).
- Bobangi vanoti kila (to abandon, abominate, abstain from, discontinue, dislike, forsake, give over, give up).
- Bobangi vanoti kila mabele (to wean) vachireva kurumura. Apa mabele zvichireva mukaka kana mazamu.
- Bobangi vanoti mobutu (alien, foreigner, stranger) vachireva mutorwa.