Svetuka kuchirochemo

Chimbiro

Kubva Wikipedia

Chimbiro izita remhuri munyika yeZimbabwe.

  • Munyika yaShe Musana mune bhuku rinonzi kwaChimbiro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti cimbilo (any tool for digging. By extension : pick, pickaxe) kureva tambo.
  • VaVenda vanoti lwendo (journey). Mamwe mazwi: -tshimbila (v. take a journey; travel) kureva kufamba rwendo. Mutshimbili (n. traveller).
  • VaYao vanoti mbilo (n. a friend who performs burial rites) vachireva sahwira. Mazwi Anotodzana: mbirimo (haste; diligence).
  • VaTumbuka vanoti kuchimbira kana kutchimbira (to run away, to run) kureva kumhanya. VaGungu vanoti mbiro (n. race, atheletics).
  • VaWanga vanoti tsimbiro (speed, quickly) kureva spidhi kana nokukasira. VaBukusu vanoti chiimbilo (race, running, speed, quickly).