Dagbani
Mataridziko
Dagbani mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dagbani vanoti abuya (n. friend) kureva shamwari. Mamwe mazwi: mabia (n. 1. brother; 2. brotherhood, a family affair; 3. fraternity; kindred). Fananidzai nokuti mabiyangu?
- Dagbani vanoti Afum (n. a title in the Dagomba military set up) chigaro mumawuto. Chewa vanoti mfumu kureva Ishe.
- Dagbani vanoti anu (num. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: ata (num. three) kureva tatu.
- Dagbani vanoti anahi (num. four) kureva ina. Mamwe mazwi: anii (num. eight) kureva sere.
- Dagbani vanoti aai (excl. no) kureva aika. Mamwe mazwi: aayi (no) kureva ayi.
- Dagbani vanoti ba (1. father; 2. title of respect 3. patron, benevolent or important senior person) kureva baba. Mamwe mazwi: bapira (father's younger brother) kureva babamudiki.
- Dagbani vanoti bali (v. to mix, associate, join with). Fananidzai nokuti barika.
- Dagbani vanoti basabasa (n. disorder, crude, uncouth, rough). Mamwe mazwi: gɔni (an expert, champion) kureva nyanzvi.
- Dagbani vanoti dim (ideophone. dark, gloomy) inyaudzosingwi inoreva rima. Mamwe mazwi: dunia (n. 1. world, universe; 2. people of the world).
- Dagbani vanoti gɔŋ (v. 1. to be/become crooked; 2. to bend or curve sth., divert or redirect sb.). Fananidzai nokuti kugonya?
- Dagbani vanoti kɔɣi (v. to brew) kureva kubika doro. Mamwe mazwi: kɔriŋga (n. partridge) kureva chikwari.
- Dagbani vanoti kuumi (dry) kureva kuwoma. Mamwe mazwi: malaika (n. an angel) kureva ngirozi.
- Dagbani vanoti jila (n. sinews) kureva dzira. Mamwe mazwi: mbo (excl bravo!, well done!, fine!) kureva bhoo.
- Dagbani vanoti mapira ( aunt, mother's younger sister) kureva amainini. Mamwe mazwi: yibali (n. a relative, kinsperson). Chewa vanoti mubare.
- Dagbani vanoti nyaanzubo kana nyaanzum (gossip, defamation, slander). Fananidzai nokuti kuzuwa.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dagbani vanoti akanza (n. tribal marks - a type) kureva nembo dzerudzi.
- Dagbani vanoti alizama (n. conversation) kureva nhaurwa. Mamwe mazwi: alizanda (n. heaven, paradise) kureva kudenga.
- Dagbani vanoti ashili (n. a secret) kureva chitsvitswa. Mamwe mazwi: ashilo (adv. secretly, privately).
- Dagbani vanoti azaaba kana muzaaba n trouble, woe) kureva madzudzo. Mamwe mazwi: anuura (n. worth, value, usefulness).
- Dagbani vanoti baɣa (n. attention, concern, interest). Mamwe mazwi: baɣi kana baɣira (v. be pregnant (animal)) kuva nezamu kwemhuka.
- Dagbani vanoti baɣira (to tire sb. (impersonal), be tired) kureva kunetesa. Mamwe mazwi: baɣili (n. pregnancy in animals).
- Dagbani vanoti bali; balira (v. to go away not to return; 2. to pass over as rain clouds) kuenda zvokusadzoka. Mamwe mazwi: bala (v. go away and never come back).
- Dagbani vanoti bambo (n. a person having least knowledge). Mamwe mazwi: baŋda (knowledgeable person, able person) kureva muzivi.
- Dagbani vanoti bimbali; bimbaya (n. a tributary of a river, ox-bow, side-pond). Mamwe mazwi: bindira (n. an heir).
- Dagbani vanoti bira kana birili (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: birili (n. 1. tribe, ethnic group 2. species; 3. party, followers) kureva dzinza.
- Dagbani vanoti boliŋga (n. albino person) kureva musope. Mamwe mazwi: boora (n. pourer, server-out of liquid) kureva chidiriso.
- Dagbani vanoti chilima (waste of time) kutambisa nguva. Mamwe mazwi: chimsa (n. zinc) kureva zinki.
- Dagbani vanoti danda (n. horse with white legs and white forehead). Mamwe mazwi: daŋ (n. clan) kureva dzinza.
- Dagbani vanoti dankali (n. ancestral custom, clan custom) kureva tsika dzedzinza. Mamwe mazwi: feera (n. a store, shop; 2. factory).
- Dagbani vanoti gala (n. offence) kureva mhosva. Mamwe mazwi: gala (n. eggs) kureva mazai.
- Dagbani vanoti gandammoli (n. a hero, champion, celebrity, "huge person). Mamwe mazwi: gara (n. 1. fence; 2. a temporary shelter).
- Dagbani vanoti giti (adj. firm, solid). Mamwe mazwi: gbiti (n. darkness, dark).
- Dagbani vanoti gbim (n. 1. congestion; 2. compactness). Fananidzai nokuti kuzvimba?
- Dagbani vanoti jaara (n. an extra amount). Mamwe mazwi: jeeŋa (n. a crab) kureva gakanje.
- Dagbani vanoti jɛnda (adj. foremost, outstanding, exceptional) - zvichida vanoreva jinda. Mamwe mazwi: jɛnda (n. responsibility).
- Dagbani vanoti jilima (n. 1. honour, respect; 2. glory; a glorious, honourable person; 'Lord of Glory'). Mamwe mazwi: jiri (n. excellence, glory).
- Dagbani vanoti kaakaachi (n. a funnel) kureva fanera. Mamwe mazwi: kalami (pen). Shona inezwi rokuti makaramu kureva penzura.
- Dagbani vanoti kalo (n. lime, bone-ashes). Mamwe mazwi: kaloo (n. whitewash).
- Dagbani vanoti kapala (new grain) kureva mbesa itsva. Mamwe mazwi: kɔbo (n. penney).
- Dagbani vanoti kubi (n. a coconut). Mamwe mazwi: kuli (n. a hoe) kureva badza.
- Dagbani vanoti lamba (n. owners) kureva vene. Mamwe mazwi: laamba (n. 1. owners; 2. parents).
- Dagbani vanoti looloo (n. bauxite). Mamwe mazwi: mundili (stump, lower trunk (of tree), main body).
- Dagbani vanoti naɣi (adv. only, except). Mamwe mazwi: marisa (n. lure, allurement, seduction).
- Dagbani vanoti ndam (num. one) kureva posi. Mamwe mazwi: neenʒira (a porter, carrier).
- Dagbani vanoti nii kana niŋ (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: nyini (n. tooth) - fananidzai nokuti kunyina.
- Dagbani vanoti nyiri (v. to abominate, "have a feeling of disgust caused by filth or horror). Mamwe mazwi: nyi kana nyira (v. to speak roughly to).
- Dagbani vanoti ŋari (to cheat, defraud, exploit sb). Mamwe mazwi: tizɔra (racer, athlete).
- Dagbani vanoti sabiila (n. civilian). Mamwe mazwi: sala (1. human being; 2. humanity). Salo (n. a crowd of persons, people).
- Dagbani vanoti salima kana saliŋ (n. gold) kureva goridhe. Mamwe mazwi: vuli (to roast sth., cook over an open fire) - zvichida vanoreva kubvura.
- Dagbani vanoti sandira ( debtor). Mamwe mazwi: somanji (n. servitude) kureva huranda.
- Dagbani vanoti tulim (n. heat, temperature). Mamwe mazwi: tuma (v. work) kureva kushanda.
- Dagbani vanoti virili kana vurili (n. birth-place, origin). Mamwe mazwi: virili (n. a stream) kureva rukorodzi.
- Dagbani vanoti ya (n. home town, native land, country). Mamwe mazwi: yaaŋa (n. grandchild, descendant) kureva muzukuru.
- Dagbani vanoti yoma (adv. near) kureva pedyo. Mamwe mazwi: yokom (sperm, semen) kureva huronyo.
- Dagbani vanoti Yaashiri (n.pr God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: zaɣa (n. pods).