Svetuka kuchirochemo

Dara

Kubva Wikipedia
  • Dara rekuMunda (a platform in field for watchers of crops).
  • Dara reNdiro (1. A shelf that is high & wide in hut; 2. A shelf for drying out dishes outside).
  • Dara reChibage (a storage platform for harvested crops especially maize).
  • Hwarasanza kana dara (platform, scaffold, table) kutaura chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara.
  • Lugungu inoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba.
  • MaZulu vanoti amathala (1. Shelf; raised platform in a hut. 2. Pantry). VaGanda vanoti dara (ladder; step; stair; scaffold).
  • Lugwere inoti idaala kana madaala (1. ladder, step, stair. 2. status, level, rank, stage, gradation, step; relative position in a graded series).
  • Kinyarwanda inoti urutara (bed made of poles and rope). VaKinande vanoti obutara (n. platform on which we place certain objects) kureva dara.
  • Lubwisi vanoti edhaala, madhaala (n. Step, status, degree, measure). Maore vanoti dara (n. sheet).



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.