Kakore sezita
Mataridziko
Kakore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: David Kakore; Nyemudzai Kakore; Gift Kakore; Kakore Murasha.
- Mazwi ari pedyo: Chikore sezita; Gore sezita.
- Chikore, chingore, kana chimotso (a bunch, cluster of fruit) zvinoreva tsumbu remichero.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Umbundu vanoti ocikole (n. earth or water colored by iron). Lubwisi vanoti kikoole (n. Bean).
- VaSwahili vanoti kikore kana kore (a newly laid out garden or field) vachireva munda mutsva.
- VaSwahili vanoti kikore (rich/famous person) vachireva munhu mupfumi kana ane mukurumbira.
- VaNyoro, VaGiryama neVaWanga vanoti eshikole (n. act) kureva chiito.
- VaGwere vanoti mukoli wa (maker of something - factor). VaGwere vanoti kukolerera (work towards something).