Svetuka kuchirochemo

Kitereke sezita

Kubva Wikipedia

Kitereke izita rinowanikwa muUganda neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Isaac Kitereke; Enid Kitereke; Oriver Kitereke; Kitereke Baba.
  • VaNdau vanoti tereka (to put pot on fire) zvichireva kugadza poto pamoto.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaChewa neVaHerero vanoti tereka (boil, to set pot on the fire) kureva kufashaidza. Tereka onyama (boil the meat).
  • Kimbundu neUmbundu vanoti teleka (cook by boiling). VaVenda vanoti -tereka (v. strike. From Afrikaans terk).
  • VaKongo neLenje vanoti teleka (to set a pot on fire, to boil water) vachireva kugadza poto pamoto.
  • Kikongo inoti teleka (v. to appoint to (an office), proclaim, make an official or public announcement, declare, preach, herald).