Kutarisa neKuona
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKudzvokora)
Gwaro rino rinobatanidza mashoko anoreva kutarisa kana kuona.
- Barara kana ba (ideophone of Catching sight of), Mhuka dzikati barara muvhimi dzinotiza: if animals catch sight of the hunter they run away.
- Chivono (spectacle ; scene ; keepsake).
- Gahanana kana makahanana (Staring) apa kureva kudzvokora. Bere rakaita gahanana: the hyena stared.
- Kangara (ideophone of Staring with wide open eyes generally fearful).
- Kutonda, kudondeka
- Kuringa
- Kudzvokora
- Kuona
- Kuningisa kana kunangisa (to look, inspect) kutarisisa kana kuwongorora.
- Kunangana, Kunangara, kuyangana (scrutinize; look at; gaze)
- Kudzvazura (Glance - shyly or proudly. Direct eyes to shyly). Andidzvazura: he glanced at me. Adzvazura maziso kwandiri: she glanced shyly at me.
- Kudongorera kana kubokorera (to peep, look into or out of).
- Kupenengura (to look into something carefully, to part hair or grass, to open the pages of a book) apa kureva kuvhura chiro uchitarisa mukati macho sekuvhura mapeji ebhuku, kana kunatsa kutarisisa mukati mechiro. Uku kwonzi kuita mhenenguro.
- Kuvenyuka (to go out of sight).
- Kuvemburuka (to avoid, to go aside so as not to be seen by).
- Kupangidza kana kupangidzira (to show, point out, show to) apa kureva kutaridza munhu pane chinhu, munhu kana nzvimbo.
- Kurinda (to watch). Rinda dhongi iri risatiza. Watch this donkey so it does not run away.
- Kutarira; kurindira; kugarira; garirira; kuvetera (watch). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mavetera?
- Kuhubunidza (Seek rare object, or one hard to find) zvichireva kufumha kana kufuna-funa. Akaenda kundohubunidza matombo matema kurwizi: he went to search for black stones in the river.
- Kukanhama kana kukanhamara (1. Look at with great astonishment, 2. Gape with astonishment) zvichireva kushama kana kushamisika. Mamwe mazwi anotodzana - kukanhamadza uye kukanhamisa.
- Matsivariva (Act of looking down or away - done by many: e.g. in order not to see the victim of a road accident).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kutarira, kuringa, kunangisa, kupenya (to look).
- Kuringira, kutarira, kunangisa (look at)
- Kutsvaka, kukwasha (look for)
- Kucheuka, kuchevuka (look back; look over your shoulder; look behind).
- Kuchenjera, kusvinuka (look out).
- Hokoyo mbozvoko (Look out!).
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kureva ndokunei, kutarisa kurevawo. Why say something; a sharp look is also a remark.
- Kwamairidigikira ndiko kwomoringa benyal kwamairinga benya ndiko kwomoridigikira. Where you used to visit is where you now give a haughty glance and the other way around.
Kalanga
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shozhedza (cause to peep; cause to look into).
- Shozhela (look into; peep through, as through the window).
- Mashozhera izita remhuri.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mururimi rweLugwere vanoti kulinga (v. look at, behold, watch, stare) zvichireva kuringa.
- VaTonga vanoti ciwa (aspect, appearance) kureva kutaridzika. Baila vanoti kulanga (to behold) vachireva kutarira.
- Lugungu inoti mulingiiri (1. spectator, onlooker; s.b. who watches s.t. that is happening & not involved in it. 2. caretaker; s.b. who has responsibility to take care of something) kureva muringiri.
- Kimbundu vanoti mutala (n. aspect; configuration) vachireva mutarisiro. Nyanja inoti kutuzula (to protrude as of glaring eyes) kureva kutuzura maziso.