Svetuka kuchirochemo

Makora sezita

Kubva Wikipedia

Makora izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Deliwe Makora; Vimbai Makora; Munyaradzi Makora; Tafadzwa Makora.
  • Mazwi ari pedyo: Kakora sezita; yakora muto; kukora.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Tiriki inoti khukhola (make, do). Luwanga vanoti okhukhola (v.tr make, do). Lunyoro inoti Mwakola balungi (You are working like good men) - muri kushanda sevarume vakanaka.
  • Lubwisi inoti kukola (do, act, work, make; manufacture; cultivate, plough) kuita, kushanda kana kugadzira. Kukoluwa muntu (man made; artificially made) kureva chakagadzirwa nemunhu.
  • Lugungu vanoti kukora (to work, do, perform an activity or task) kureva kushanda. VaGungu vanoti kukoresebwa (be employed; work for somebody) kureva kushandira.
  • Yao inoti kukola (to have, to get, to posses). VaYao vanoti kukolela (to have for). Tiriki inoti khukhora (to be lost, to disappear, to vanish) kureva kurasika kana kushayika.
  • Umbundu inoti kola (be great; strong, solid, firm ; be unfortunate) kureva kusimba. Mamwe mazwi: kolisa (v. Intensify).