Man'wadhi eMaviringuro
Mataridziko
<<<< Madzimambo | >>>> Ezira |
---|
Man'wadhi eMaviringuro (Chihebheru: דִּבְרֵי־הַיָּמִים Dīvrē-hayYāmīm) kana Makoronike sekutodza Chingezi in'wadhi remuBhaibheri rechiHebheru, rinowanikwa seman'wadhi maviri (Maviringuro 1 na Maviringuro 2) muTestamende Yekare yechiKristu. Maviringuro in'wadhi rekupedzisira muBhaibheri rechiHebheru, rinopedzisa chikamu chitatu cheTanakh rechiJudha chinonzi Ketuvim ("Zvinyorwa"). Rinosanganisa ruambabare rwa Adhamu uye nhoroondo ye Yehudha yekare ne kukura kwe Isiraeri kusvika muMuraho wa Sairasi muna 539 BC.
Ringai zve:
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Man'wadhi emuBhaibheri
- Viringuro
- Muraho, murao - kureva edict