Svetuka kuchirochemo

Matende sezita

Kubva Wikipedia

Matende izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Matende; Josphat Matende; Ruth Matende; Julia Matende.
  • Matende (n. gourds).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti matende (n. elephantisis), chirwere chinozvimbisa zasi kwemakumbo.
  • VaMaconde vanoti matende (n. elephantisis), chirwere chinozvimbisa zasi kwemakumbo.