Matungo sezita
Mataridziko
Matungo izita remhuri rinowanikwa kuUganda.
- Vanhu vane zita iri: Brandon Matungo; Betty Matungo; Ali Matungo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lubwisi vanoti matungo (n. Inheritance) kureva nhaka.