Svetuka kuchirochemo

Mawerera sezita

Kubva Wikipedia

'Mawerera izita emhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti wela (v. 1. Cross (river. mountain, boundary, path); 2. go overseas) kureva kuyambuka. Mamwe mazwi: Umwelela, pass. welwa; neut. weleka; ap. welela; caus. welisa; caus. weza.
  • VaWanga vanoti okhuwerera (come gradually to an end; decrease and finally disappear) kupera pashoma nepashoma. VaGwere vanoti kuweerera (melt down) kureva kunyunguduka.
  • VaGwere vanoti kuweerera (loose intensity, fade out, become ineffective, deteriorate). VaGwere vanoti kuweerera (undergo damage, deteriorate or destruct by friction or use) vachireva kujujuka.
  • VaGungu vanoti kuhwera (v. 1. reduce in volume; e.g. due to evaporation; 2. ebb; e.g., flow away from the shore, when tide is out). Mamwe mazwi: kuhwerera (v. wear out s.t. that one cannot use again).