Svetuka kuchirochemo

Mugero sezita

Kubva Wikipedia

Mugero izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Mugero; Earnest Mugero; Tafara Mugero; Tinashe Mugero; Masline Mugero.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.