Svetuka kuchirochemo

Musvodzambudzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMupombohorore)
Musvodzambudzi

Musvodzambudzi, mugodorapfuti, mupomboboshori kana mupombohorore (n. Steganotaenia araliacea. Peucedanum araliaceum) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica. Unowanikwa munyika dzinoti: Angola, Benin, Botswana, Cameroon, Congo, Kinshasa, Ethiopia, Kenya, Mozambique, Namibia, Somalia, South Africa, Sudan, Tanzania, Togo, Uganda, Zambia neZimbabwe. Musvodzambudzi muti unokurumuka, une une mapazi akatarangana uye huni dzakapfava.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • IsiNdebele vanoti Umbhojana (n. Steganotaenia araliacea. Peucedanum fraxinifolium. Carrot-tree) kureva muti wemusvodzambudzi.