Svetuka kuchirochemo

Mutongo sezita

Kubva Wikipedia

Mutongo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Debora Mutongo; Bernadette Mutongo; Esther Mutongo; Tendai Mutongo.
  • Mutongo (n. judgement).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Duala vanoti mutongo (n. epididymis - a duct behind the testis along which sperm passes to vas deferens).