Nyabinde sezita
Mataridziko
Nyabinde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Natassha Nyabinde; Sharon Nyabinde; Lawrance Nyabinde, Bob Nyabinde muimbi wenziyo dzeAfro-Jazz.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.